For faster navigation, this Iframe is preloading the Wikiwand page for ChiNyakyusa.

ChiNyakyusa

Nyakyusa mutauro unowanikwa kuTanzania neMalawi. Rudzi urwu runodanwa nemamwe mazita anonzi Sokile, Ngonde kana Nkonde.

Mashoko Anotodza Shona

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Nyakyusa inoti nongwa (issue, affair, cases). Zvichida ishoko rimwe nokuti nhongwa.
  • Nyakyusa inoti ulubilo (race) kureva mujawo. Ko kuti Nyaruviro?
  • Nyakyusa inoti njila (road, path) kureva nzira. Nyakyusa inoti majolo (yesterday) kureva zuro.
  • Nyakyusa inoti mundu (person) kureva munhu. Nyakyusa inoti maaso (eyes) kureva meso.
  • Nyakyusa inoti umpunga (rice) kureva mupunga. Nyakyusa inoti kubomba (v. working) kureva kushanda.
  • Nyakyusa inoti mbombo (n. work). Nyakyusa inoti ifibombelo (n. tools).
  • Nyakyusa inoti njala (hunger) kureva nzara. Nyakyusa inoti kalulu (n. hare) kureva tsuro.
  • Nyakyusa inoti kufwa (to die) kureva kufa. Nyakyusa inoti ulugoje (rope). Ko zita rinonzi Rugoyi?
  • Nyakyusa inoti taata (n. father) kureva baba. Nyakyusa inoti jaake (his or hers) kureva zvake.
  • Nyakyusa inoti ikipanga (village) kureva musha.
  • Nyakyusa inoti mwene (self) kureva mbune. Nyakyusa inoti abeene (owners) kureva vene.
  • Nyakyusa inoti paasi (down) kureva pasi. Nyakyusa inoti panja (outside) kureva panze.
  • Nyakyusa inoti ndume (husband) kureva murume wemunhu. Nyakyusa inoti ukusala (choose, pick) kureva kushara.
  • Nyakyusa inoti ukumeta ( to cut esp. hair) kureva kumweta. Nyakyusa inoti ukubola (to rot, to go bad) kureva kuora.
  • Nyakyusa inoti inamiike (bend) kureva kugonyesa. Ko zita rinonzi Manamike?
  • Nyakyusa inoti inyendo (journeys) kureva nzendo. Nyakyusa inoti imbatiko (procedure/s) kureva mabatiro.
  • Nyakyusa inoti indumi (message, news) kureva nhau. Nyakyusa inoti indagilo (laws, commissions).
  • Nyakyusa inoti imbwa (dog/s) kureva imbwa. Nyakyusa inoti inyala (grindstones) kureva huyo neguyo.
  • Nyakyusa inoti nya (defaecate) kureva kunya. Nyakyusa inoti lwisi (river) kureva rwizi.
  • Nyakyusa inoti ima (not give, deprive) kureva kunyima.
  • Nyakyusa inoti kanyanga (trample). Zvichida izwi rimwe nokuti kukanyanga?
  • Nyakyusa inoti pilika (hear) kureva kunzwa. Ko kupirikira?
  • Nyakyusa inoti mooto (fire) kureva moto. Nyakyusa inoti ukulonda (to search) kureva kuronda.
  • Nyakyusa inoti tala (do first; be first to do). Nyakyusa inoti fuma (come from) kureva kubuda kubva.
  • Nyakyusa inoti fumuka (become known, famous) kureva kufumuka. Vanobva vati fumusya (announce).
  • Nyakyusa inoti fika (arrive) kureva kusvika. Nyakyusa inoti pima (weigh, measure) kureva kupima.
  • Nyakyusa inoti tema (cut) kureva kutema. Nyakyusa inoti tunga (hang, string together) kureva kutungira.
  • Nyakyusa inoti fumbula (solve). Vanobva vati fumba (enclose in mouth or hands) kureva kupfumba.
  • Nyakyusa inoti kumanya (to know) kureva kuziva. Nyakyusa inoti manyika (be known) kureva kuzivikanwa.
  • Nyakyusa inoti koma (hit) kureva kukoma ngatiti nenyundo. Nyakyusa inoti saama (move, migrate) kureva kutama.
  • Nyakyusa inoti sanuka (alter) kureva sanduka kana shanduka. Vanobva vati sanukila (turn to).
  • Nyakyusa inoti pangula (dismantle) kureva kupangura?. Nyakyusa inoti tapuka (separate). Ko kutapudza?
  • Nyakyusa inoti pinya (bind, detain, fix). Ko zita rinonzi Mupinyuri? Nyakyusa inoti lwa (fight) kureva kurwa.

[1] [2]

  1. https://www.academia.edu/31428113/When_the_present_is_in_the_past_and_what_is_normal_is_to_come_Old_and_new_present_tenses_in_Nyakyusa_Bantu_
  2. https://library.oapen.org/bitstream/id/6217624a-438c-4424-bfd2-d8afb3ddb4e1/641705.pdf
{{bottomLinkPreText}} {{bottomLinkText}}
ChiNyakyusa
Listen to this article

This browser is not supported by Wikiwand :(
Wikiwand requires a browser with modern capabilities in order to provide you with the best reading experience.
Please download and use one of the following browsers:

This article was just edited, click to reload
This article has been deleted on Wikipedia (Why?)

Back to homepage

Please click Add in the dialog above
Please click Allow in the top-left corner,
then click Install Now in the dialog
Please click Open in the download dialog,
then click Install
Please click the "Downloads" icon in the Safari toolbar, open the first download in the list,
then click Install
{{::$root.activation.text}}

Install Wikiwand

Install on Chrome Install on Firefox
Don't forget to rate us

Tell your friends about Wikiwand!

Gmail Facebook Twitter Link

Enjoying Wikiwand?

Tell your friends and spread the love:
Share on Gmail Share on Facebook Share on Twitter Share on Buffer

Our magic isn't perfect

You can help our automatic cover photo selection by reporting an unsuitable photo.

This photo is visually disturbing This photo is not a good choice

Thank you for helping!


Your input will affect cover photo selection, along with input from other users.

X

Get ready for Wikiwand 2.0 ๐ŸŽ‰! the new version arrives on September 1st! Don't want to wait?