For faster navigation, this Iframe is preloading the Wikiwand page for Nyenyedzi.

Nyenyedzi

nyeredzi
Zuva redu, inyeredzi.

Nyeredzi (Chingezi: star) kana nyenyedzi, muzvidzidzo zvechadenga, zvinoreva zviri muchadenga zvinobwinya zvichionekwa munguva yehusiku kana zuva radoka. Nyeredzi dzine hujoto hwakakwira zvokuti sebhe irimo inoshanduka kubva pakuva gasi rinopisa rashanduka kuita vurazvu hunenge hwemoto - pulazima. Iwo vurazvu hwemoto imhando yomusandu ine mwando unopisa zvakanyanya zvokuti mahatomu anoshanduka kuva mahayoni.

Zuva pacharo imhando yenyenyedzi uye ndiyo nyenyedzi iri pedyo zvakanyanya nepasirino. Kuzuva ndiko kunobva simba zhinji rinosvika pasi pano. Zuva rine kubwinya kwakanyanya zvokuti munguva dzemasikati dzimwe nyenyedzi dzinoita sokunge dzisipo tichiona kubwinya kwezuva chete. Nyenyedzi dzinozoonekwa kubwinya kwadzo munguva yemhanheru apo rimwe divi renyika rinenge rafuratira zuva rave murima.

Mazita eNyenyedzi

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Tarisafi futi: Mazita eNyeredzi uye Mazita eNyeredzi neUnganyeredzi

  • Hweva - mamwe maziva Hwerera, Hwevera, Gwevera
  • Zuva
  • Rinyanga - (nge. canopus) inoziikanwa se 'nyeredzi ye nyanga' mutsika dze vagari vekuchamhembe che Afurika.
  • Gwararezhou kana gwarajena uye gwararakurumbi - zita rekupedzisira iro mavambo aro haazivikwi ka.
  • Chiunganyenyedzi kana chiunga chenyenyedzi (constellation)
  • Chisimira kana chinyamutanhatu (Pleiades)[1]
  • Twizagono? (crux muchirungu kana male giraffe mutsika dzevanhu vekuChamhembe che Afurika)[2]
  • Arufa Senduari (alpha centuari)
  • Hadhari (hadar kana beta centuari)
  • Andaresi (antares)
  • Rhegurusi (regulus)
  • Ndemara (fomalhaut)[3] "sweetheart star" [tarisai futi Ruambangano dzaNdemara]
  • Nguruvenembwa (orion constellation)[4][5]
  • Mbwa kana Bhande raOrioni (orion's belt)[4]
  • Nguruve kana Bakata raOrioni (orion's sword)[4]
  • Ruambangano dzaNguruvenembwa (orion mythology)
  • Rhijeru (rigel)
  • Bheterugisi (betelgeuse)
  • Arudhebharani (aldebaran)
  • Mazhara[6] kana Shangwa (Small Magellanic Cloud) zvichereva kuti famine; drought [7]
  • Maguta[6] kana Chokocha (Large Magellanic Cloud) zvekare plenty; abundance[7]

Zvimwe zvekutarisa

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro ye Chibanthu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaNande vanoti erinyenyeta (n. shine) kureva kupenya. Sokuti: omubirí wíwe ányényetirȩ (his body shines). VaSwahili neVaDigo vanoti nyota (n. star) kureva nyenyedzi.
  • VaNyungwe, VaGiryama neVaDigo vanoti nyenyezi (n. star) kureva nyenyedzi. VaGanda vanoti munyenye (n. star) kureva nyenyedzi.
  • VaLenje vanoti nyenyeshi (n. star) kureva nyenyedzi. VaNyoro vanoti nyunyuzi (n. star) kureva nyenyedzi. VaFipa vanoti ulutongwa; ulutanda (Star) kureva nyenyedzi.
  • VaKikuyu vanoti cata; njata pakuwanda (star, stars) kureva nyenyedzi. VaZigula vanoti ntondo (n. star) kureva nyenyedzi.
  • Baila vanoti intanda (n. falling, shooting star, a meteor) zvichireva nyenyedzi inouruka - zvichida tingati nhanda.
  • Nsenga vanoti kunyavata (v. to glitter, to shine - used of sun and stars or that which shines by it's own light).

Mabviro eruzivo

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  1. https://web.archive.org/web/20210809174816/http://cobblestonepub.com/pages/FAODYShonaSky.html Yakatariswa: 10 Nyamavhuvhu 2021
  2. 'Zvechadenga kuChamhembe cheAfurika', Bright southern stars. Yakatariswa: Chikumi 2021
  3. 'Zvechadenga kuChamhembe cheAfurika', Bright southern stars. Yakatariswa: Chikumi 2021
  4. 4.0 4.1 4.2 'Mwedzi, Nyeredzi ne Zvindeya' Nguruvenembwa. Yakatariswa: Chikumi 2021
  5. 'Zvechadenga kuChamhembe cheAfurika', The stars around Orion. Yakatariswa: Chikumi 2021
  6. 6.0 6.1 Zimboriginal, 30 Gunyana 2019 ,"Mwedzi, nyeredzi ne zvindeya" Maguta and Mazhara. Yakatariswa: Chikumi 2021
  7. 7.0 7.1 Koitsiwe_MT.pdf, 2.4.6 Kgora le tlala, peji 103-104. Yakatariswa: 10 Nyamavhuvhu 2021
{{bottomLinkPreText}} {{bottomLinkText}}
Nyenyedzi
Listen to this article

This browser is not supported by Wikiwand :(
Wikiwand requires a browser with modern capabilities in order to provide you with the best reading experience.
Please download and use one of the following browsers:

This article was just edited, click to reload
This article has been deleted on Wikipedia (Why?)

Back to homepage

Please click Add in the dialog above
Please click Allow in the top-left corner,
then click Install Now in the dialog
Please click Open in the download dialog,
then click Install
Please click the "Downloads" icon in the Safari toolbar, open the first download in the list,
then click Install
{{::$root.activation.text}}

Install Wikiwand

Install on Chrome Install on Firefox
Don't forget to rate us

Tell your friends about Wikiwand!

Gmail Facebook Twitter Link

Enjoying Wikiwand?

Tell your friends and spread the love:
Share on Gmail Share on Facebook Share on Twitter Share on Buffer

Our magic isn't perfect

You can help our automatic cover photo selection by reporting an unsuitable photo.

This photo is visually disturbing This photo is not a good choice

Thank you for helping!


Your input will affect cover photo selection, along with input from other users.

X

Get ready for Wikiwand 2.0 🎉! the new version arrives on September 1st! Don't want to wait?