For faster navigation, this Iframe is preloading the Wikiwand page for Mwana.

Mwana

Mwana
Vana

Mwana (Nge. Child) kana n'wana izwi rinoreva vanu vakazvarwa naBaba na Mai. Rinoshandiswazve kureva vanhu vachiri vadiki vari pasi pezera remakore gumi nemanomwe (18). Takatarisana nevanhu vana vanotarisirwa kuti vange vachiri pasi pehutongi hwevabereki vavo, vachichengetwa nekutungamirwa nevabereki vavo. Zera rokunge vanhu vachinzi vana rinosiyana nokusiyana kunoita: tsika, nyika, rudzi, chitendero, zvichingodaro.

Kuchitendero chechiJudah munhu anoyaruka kunzi akura ava murume kana kuti mukadzi pamakore gumi nematatu (13) ekuberekwa; panguva iyi panoitwa mabiko anonzi barmitzvah kana kuti batmitzvah.

Uzhinji we shokoro rokuti mwana ndi Vana kana Wana.

  • Hwana (childhood; characteristics and attributes of childhood).
  • Vana chipo chibva kuna Mwari.
  • Vana vemusanya uno havana tsika. Apa kureva: The children of today have no manners.
  • Hwerera (Numerous offspring).

Mazwi e Chibantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Luwanga vanoti omwana kureva mwana. Barotse vanoti bwanana (childhood). Zigula vanoti mvyalo (n. an offspring) kureva mwana.
  • Lenje vanoti mwana (n. 1. a person, 2. child, a son or daughter, 3. one who is dependent upon another) kureva munhu, mwana kana murerwa.
  • Lenje vanoti mwanakashi (n. woman, a female person, a wife) kureva munhukadzi kana mukadzi wemunhu.
  • Kimbundu vanoti muana kureva mwana. Mamwe mazwi: rivalu, uvalu (n. offspring, progeny) kureva mwana.
  • VaTonga vanoti mwana mulombe (n. male child) kureva mwanakomana. Mamwe mazwi: mwana musimbi kureva mwanasikana.
  • VaMambwe vanoti ukwasi (n. offspring, progeny, procreation) kureva vana. VaGulu vanoti chali kana vyali (n. child, little children).
{{bottomLinkPreText}} {{bottomLinkText}}
Mwana
Listen to this article

This browser is not supported by Wikiwand :(
Wikiwand requires a browser with modern capabilities in order to provide you with the best reading experience.
Please download and use one of the following browsers:

This article was just edited, click to reload
This article has been deleted on Wikipedia (Why?)

Back to homepage

Please click Add in the dialog above
Please click Allow in the top-left corner,
then click Install Now in the dialog
Please click Open in the download dialog,
then click Install
Please click the "Downloads" icon in the Safari toolbar, open the first download in the list,
then click Install
{{::$root.activation.text}}

Install Wikiwand

Install on Chrome Install on Firefox
Don't forget to rate us

Tell your friends about Wikiwand!

Gmail Facebook Twitter Link

Enjoying Wikiwand?

Tell your friends and spread the love:
Share on Gmail Share on Facebook Share on Twitter Share on Buffer

Our magic isn't perfect

You can help our automatic cover photo selection by reporting an unsuitable photo.

This photo is visually disturbing This photo is not a good choice

Thank you for helping!


Your input will affect cover photo selection, along with input from other users.

X

Get ready for Wikiwand 2.0 🎉! the new version arrives on September 1st! Don't want to wait?