Muchacha
Muchidzidzo fundoyetsimba, Muchacha (velocity)- iri izwi rinodudza nhambwe yafambwa nenzira yakatwasuka paumwe hwechiyero chenguva.
Muchacha une tsazaniso inoti Muchacha = (nhambwe/nguva); uye une chiyero chinonzi mita pa sekondi (m/s).
Muchacha unopimwa kushanduka kwerudzivo zvakare; apa ndipo panosiyana neSpidhi.
Text is available under the CC BY-SA 4.0 license; additional terms may apply.
Images, videos and audio are available under their respective licenses.