For faster navigation, this Iframe is preloading the Wikiwand page for Madirano eNzizi.

Madirano eNzizi

Madirano (river confluence) enzizi zvinoreva panosangana nzizi dzichiva rwizi rumwe. Kubva panosangana nzizi mbiri, rwizi runoyenda mberi runokwanisa kupiwa zita idzwa rakasiyana nenzizi dzokutanga kana kuti runotora zita rerumwe rwizi rwapinda pamadirano.

  • Somuenzaniso kubva pamadirano aRwizi Mupfure naRwizi Munyati, zita rerwizi rwunoyenda mberi rinoshanduka kuva rwizi Sanyati.
  • Mune dzimwe nguva rwizi rwunoenda mberi kubva pamadirano rwunotora zita reimwe yenzizi dzasvika pamadirano. Sokuti panodira rwizi Sanyati muna rwizi Zambezi, rwizi rwunoenda mberi rwutora zita rokuti Zambezi.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaBemba vanoti mawilo (n. confluence) kureva madirano enzizi.
  • MaZulu vanoti inhlangano (n. Point of meeting, confluence, junction, meeting of ways) kureva masanga.
  • MaZulu vanoti inhlangano yemifula (confluence of rivers) vachireva madirano enzizi.
{{bottomLinkPreText}} {{bottomLinkText}}
Madirano eNzizi
Listen to this article

This browser is not supported by Wikiwand :(
Wikiwand requires a browser with modern capabilities in order to provide you with the best reading experience.
Please download and use one of the following browsers:

This article was just edited, click to reload
This article has been deleted on Wikipedia (Why?)

Back to homepage

Please click Add in the dialog above
Please click Allow in the top-left corner,
then click Install Now in the dialog
Please click Open in the download dialog,
then click Install
Please click the "Downloads" icon in the Safari toolbar, open the first download in the list,
then click Install
{{::$root.activation.text}}

Install Wikiwand

Install on Chrome Install on Firefox
Don't forget to rate us

Tell your friends about Wikiwand!

Gmail Facebook Twitter Link

Enjoying Wikiwand?

Tell your friends and spread the love:
Share on Gmail Share on Facebook Share on Twitter Share on Buffer

Our magic isn't perfect

You can help our automatic cover photo selection by reporting an unsuitable photo.

This photo is visually disturbing This photo is not a good choice

Thank you for helping!


Your input will affect cover photo selection, along with input from other users.

X

Get ready for Wikiwand 2.0 🎉! the new version arrives on September 1st! Don't want to wait?