For faster navigation, this Iframe is preloading the Wikiwand page for Huchenjeri.

Huchenjeri

Shoko rokuti huchenjeri (Intelligence) rino reva kugona ku shandisa pfungwa. Asi shoko iri rino kwanisa ku patsanurwa nokuti vanhu tonoonekwa tichigona kushandisa pfungwa nenzira dzakasiyana uye panguva dzaksiyana. Mumwe ane kuchenjera kwekugona muchikoro asi asina kuchenjera kwekugona kutaura nekugarisana nevanhu.

Mamwe mashoko anotaura mhando dzeuchenjeri ndeanoti: ungwaru; kupangama; unhari.

  • Chisepe kana kuchenjera (Able, clever, expert person, be ingeneous) apa kureva nyanzvi.
  • Chikwapuro (expert) nyanzvi.
  • Chirapanuro (Wise person able to solve problems) apa kureva munhu anogona kurapanura mhaka dzinonetsa.
  • Chingwarire kana chingwarira (Cautious person) apa kureva munhu mungwaru.
  • Njere (Wisdom, cleverness).
  • Unhari (oratory skills) zvinoreva munhu akachenjera pakutaura anokwanisa kubata nokushandura mafungiro evanhu nokuda kwemashoko nemutauriro wake.
  • Mhangami (Clever, watchful, practical person) apa kureva munhu akangwarira pakucherechedza nokuziva zvokuita. Uyo anonzi akapangama.
  • Ngwazi (sage; a profoundly wise person; a person famed for wisdom)
  • Sharara, chizazamburo, mbarayara (clever man) murume akachenjera.
  • Gorokodzi, magorokodzi, gorokotera (Expert. Knowledgeable person. Person of vast knowledge) apa kureva chikwapuro kana nyanzvi.
  • Chiti (know how) kureva uyo anogona kuita basa racho.
  • Kuchenjedza (put on guard) - Wakandichenjedza nokusandipa mari kwawakaita nguva yakapera.
  • Kungwara (to be intelligent; wise; cautious; careful).
  • Kungwarira (to beware of; be clever at).
  • Kungwadza (put on guard; warn; make cautious).
  • Akasvinuka (smart).
  • Rutondero (memory; common sense; thoughtfulness).
  • Mbaravara, mbarevare kana nyanzvi (Clever person) apa kureva munhu akachenjera. Imbaravara yomukomana: he is an intelligent boy.
  • Kugara nhaka kuona dzavamwe. Inheritance is seeing the affairs of' others.*
  • Chakachenjedza ndechakatanga. What made one alert is what happened before.
  • Chakangwadza ndechakatanga. What put one on guard is what happened before.
  • Kushaya, nzero kwemhandara kupfumbira sadza chibhakera. It is unwise for a girl to fight sadza with her fist.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VNyungwe vanoti ndzeru (n. wisdom, knowledge) kureva njere. VaWanga vanoti injero (example; way; method).
  • Nsenga vanoti chenjela (cunning, crafty, prudent, worldly wise, sly, clever). Mamwe mazwi: chenjeleka (v. entice, tempt, decoy, persuade). Kuchenjela (n. trick).
  • VaYao vanoti lunda (wisdom; sense) kureva huchenjeri. VaShambala vanoti munyani (be careful, be clever, take care, beware) kureva kuchenjerera.
  • Lenje neVaTonga vanoti chenjela (clever) kureva kuchenjera. Lozi inoti -cenjela (v.i. to know how to foresee trouble and shun it) kureva kuchenjera.
  • VaKwere vanoti mbala (intelligent) vachireva kuchenjera. MaZulu vanoti izikhwepha (n. Power, strength, ability, faculty.) vachireva njere.

Zvinyorwa Zvinotodzana

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
{{bottomLinkPreText}} {{bottomLinkText}}
Huchenjeri
Listen to this article

This browser is not supported by Wikiwand :(
Wikiwand requires a browser with modern capabilities in order to provide you with the best reading experience.
Please download and use one of the following browsers:

This article was just edited, click to reload
This article has been deleted on Wikipedia (Why?)

Back to homepage

Please click Add in the dialog above
Please click Allow in the top-left corner,
then click Install Now in the dialog
Please click Open in the download dialog,
then click Install
Please click the "Downloads" icon in the Safari toolbar, open the first download in the list,
then click Install
{{::$root.activation.text}}

Install Wikiwand

Install on Chrome Install on Firefox
Don't forget to rate us

Tell your friends about Wikiwand!

Gmail Facebook Twitter Link

Enjoying Wikiwand?

Tell your friends and spread the love:
Share on Gmail Share on Facebook Share on Twitter Share on Buffer

Our magic isn't perfect

You can help our automatic cover photo selection by reporting an unsuitable photo.

This photo is visually disturbing This photo is not a good choice

Thank you for helping!


Your input will affect cover photo selection, along with input from other users.

X

Get ready for Wikiwand 2.0 🎉! the new version arrives on September 1st! Don't want to wait?