For faster navigation, this Iframe is preloading the Wikiwand page for Chiroto.

Chiroto

El sueño del caballero, 1655 (Antonio de Pereda)

Chiroto (dream) zvinoreva zviitiko zvinooenekwa kana kunzwikwa nemunhu akakotsira, zvingava zvakanaka kana zvakaipa. Vanhu vanorota zvakasiyana; vamwe vanorota zvavaswera vachiita, vamwe zvisinei nezvavaita, imwe nguva vamwe vanorota zvinoyambira kuti chii chiri kuuya mberi. Nokumwe kutaura chiroto chinonzi hope.

Murotso (what is seen in dreaming) apa kureva zvacho zvaonekwa mukurota.

MuBhaibheri Mambo weEgypt akarota hope achiona ndonda dzemombe nomwe dzichidya mombe dzakakora nomwe. Hope idzi dzakadudzirwa naJoseph achiti dzaireva makore manomwe emaguta aizoteverwa nemakore manomwe enzara.

  • Idambudziko rehope kurota kwawakarambwa. It is a nuisance when you dream of the one who has rejected you.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaZigula vanoti ndoto (n. dream/s) kureva chiroto kana zviroto.
  • Izwi rokuti indoto (dream) rinotaurwa mururimi rweKirundu.
  • Izwi rokuti chiloto (dream) rinotaurwa mururimi rweLenje.
{{bottomLinkPreText}} {{bottomLinkText}}
Chiroto
Listen to this article

This browser is not supported by Wikiwand :(
Wikiwand requires a browser with modern capabilities in order to provide you with the best reading experience.
Please download and use one of the following browsers:

This article was just edited, click to reload
This article has been deleted on Wikipedia (Why?)

Back to homepage

Please click Add in the dialog above
Please click Allow in the top-left corner,
then click Install Now in the dialog
Please click Open in the download dialog,
then click Install
Please click the "Downloads" icon in the Safari toolbar, open the first download in the list,
then click Install
{{::$root.activation.text}}

Install Wikiwand

Install on Chrome Install on Firefox
Don't forget to rate us

Tell your friends about Wikiwand!

Gmail Facebook Twitter Link

Enjoying Wikiwand?

Tell your friends and spread the love:
Share on Gmail Share on Facebook Share on Twitter Share on Buffer

Our magic isn't perfect

You can help our automatic cover photo selection by reporting an unsuitable photo.

This photo is visually disturbing This photo is not a good choice

Thank you for helping!


Your input will affect cover photo selection, along with input from other users.

X

Get ready for Wikiwand 2.0 🎉! the new version arrives on September 1st! Don't want to wait?