Chete
Chete (only, enough).
- Ndinoda kutenga mapurazi maviri chete.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Basi (only, enough).
- Basi kana mabasi (naked) apa kureva bununu kana munhu asina kupfeka. Handibudi iko zvino nokuti ndiri mabasi.
- Basi (empty handed). Ndauya basi: I came empty handed.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaChewa neSwahili vanoti basi kana bassi (enough, well). VaNyungwe vanoti basi (only) kureva basi.
- VaZigula vanoti basi (only, enough, stop, that's it, OK) vachireva basi.
- VaTonga vanoti buyo (only, just, simply) kureva basi.
- VaKagulu vanoti basi (enough, well then) vachireva basi.
- Shilluk inoti kete (only, alone; self) kureva chete.
Text is available under the CC BY-SA 4.0 license; additional terms may apply.
Images, videos and audio are available under their respective licenses.